Ndichachengeta mabitcoin angu (I AM HODLING)

na GameKyuubi 2013/12/18open in new window

Ndakanyora musoro wenyaya kaviri nokuti ndaiziva kuti ndainge ndanyora zvisirizvo pekutanga pacho. Ndizvo zvazvichiri.

Vasikana vari kubhawa, BTC irikudonha UYE NDAICHENGETEREI? NDICHAKUUDZAI.

Ini handigone zvetrading uye ndozviziva kuti handitogone. Ehe imimi vanogona kutrader munokwanisa kuona mitengo pauchakwira nepauchadzika pit pat piffy wing wong wang zvichidaro moita million bucks zvako hako wangu.

Ko isu vasingazive zvetrading totanga kunetsekana tichiti mitengo yakudzika ndichatengesa he he he woona vanoziva zvirikuitika vachitenga futi? Inini handisi umwe wevanoziva zvetrading. Panotenga matraders ndinenge ndatone mabitcoin, uye mukutsotsa ani, KWETE INI~!

Mathreads amunozotumira pamhepo makutipa yambiro muchiti โ€œOHH MAIFANIRA KUTENGESAโ€ NDAIFANIRA KUTENGESA KUTENGESA VANHU VASATI VATENGESA KANA KUTENGA ASI MOZVIZIVA KUTI HAASI WESE ANGAZIVE ZVAMUNOZIVA.

Unokwanisa kutengesa mubear market kana uchigona zvekutrader. Vamwe vese vari pakati nepakati vanongochengeta.

Mumutambo wezero-sum seuyu, matraders anogona kungotora mari yako kana wakatengesa.

Vashanduri
Tebogo Makgakga

Vatsigiri
BitMEX