Tinokuchingamidzai ku Bitcoin!

na Jameson Lopp 2017/11/19open in new window

Mibvunzo inonyanyo kubvunzwa:

Q: Ndiani andingavimba naye?
A: Hakuna munhu aungavimba naye.

Q: Ndeipi nguva yakanaka kutengesa Bitcoin?
A: Usatengese chero zvadi.

Q: Bitcoin ichanyangadika here ____?
A: Kwete/Aiwa.

Q: Chiiko ichi?
A: Hakuna anonyatsoziva.

Q: Zvidzidzo zveBitcoin zvinowanikwa kupi?
A: Tine denhe reruzivo apa. Unokwanisa kuenda palink iyi inotevera lopp.netopen in new window

Vashanduri
Tebogo Makgakga

Vatsigiri
BitMEX